FESTIVAL HIGHLIGHTS: Jah Prayzah ubudirwa neshave akabata mbira pastage live at Mabvuku

 avatar

source

25 responses to “FESTIVAL HIGHLIGHTS: Jah Prayzah ubudirwa neshave akabata mbira pastage live at Mabvuku”

  1. Ko ini handina kupaona wani

  2. One n only one my hero ❤❤❤

  3. Siyai nhema imi ticharega kuliker AAA chii chakadaro

  4. ❤❤❤❤❤❤❤

  5. Your caption is misleading, people won't subscribe pa channel yako wakaramba uchidayi

  6. Kubudirwa kwacho munokuziva here guys chii chakadaro

  7. ko munonyeperei
    ko kungoti achiridza mbira

  8. 'Jah prayzah zvakwana mira ' kkkkkkk chibaba

  9. Haanakuzouya joni ney aifanirakuridza nezuro

  10. JP chibaba but iwewe wanyepa hako kt asvikirwa haaa washaya apa

  11. Don't take it serious guys l think anga achingoda kuita more views only

  12. The one and ony GOAT WAGWIZI

  13. Vanhu vasingazive kusvikirwa amusi kuvaziva,ahana mudzimu wakafumuka unobudira pa stage pliz stop saying abudirwa afe kabudirw pa stage ,asati aenda anotokumbirira mhondoro dzekwake
    Zvakafanana nevatoona kuma shows e mbira wotoona munhu nekanhekwe akuti hoihoi 🤣🤣🤣🤣🤣akuna mudzimi unofumuka kusvika ipapo mukavaona imbereka 🚮

  14. Vagwizi mutupo rudziyi

  15. Shave ripi ipapa Pliz stop lying to us

  16. Haaaaaaaa Aya madhar kn mozogar

Leave a Reply